ndc_rom_text_reg/11/25.txt

3 lines
198 B
Plaintext

\v 25 Nokuti hama dzangu, handidi kuti musaziva chakavanzika ichi, kuti murege kuva namanyawi;
kuti kuwomeswa kwomoyo kwakavuya pamusoro pavamwe vavaIsraeri kusvikira kuzara
kwavahedheni kwapinda.