ndc_rom_text_reg/11/23.txt

4 lines
313 B
Plaintext

\v 23 Naivo vo, kana vasingagari pakusatenda kwavo, vachabatanidzwa; nokuti Mwari unogona
kuvabatanidza zve. \v 24 Nokuti kana iwe wakatemwa kumuorivhi, uri wokudondo pakusikwa
kwawo, ukabatanidzwa pamuorivhi wakanaka, zvichipesana nokusikwa kwazvo zvikuru sei ava
vari matavi awo,vangabatanidzwa pamuorivhi wavo!