ndc_rom_text_reg/11/15.txt

3 lines
235 B
Plaintext

\v 15 Nokuti kana kurashwa kwavo kuri kuyananiswa kwenyika, kugamuchirwa kwavo
kuchagoveiko, asi vupenyu pakufa? \v 16 Zvino kana chibereko chokutanga chiri chitsvene, bundu
rose rakadaro vo; kana mudzi uri mutsvene, matavi akadaro vo.