ndc_rom_text_reg/11/11.txt

1 line
243 B
Plaintext

\v 11 Saka ndinoti: Vakagumbuswa kuti vawe here? Haiwa! Asi nokuwa kwavo ruponeso rwakasvika kuvahedheni, kuti vamutsirwe godo. \v 12 Zvino kana kuwa kwavo kwakafumisa nyika, nokutapudzwa kwavo kwakafumisa vahedheni, zvikuru sei kudzara kwavo?