ndc_rom_text_reg/09/32.txt

3 lines
246 B
Plaintext

\v 32 Ngei? Nokuti havana kutsvaka nokutenda, asi zvinenge nemabasa omurairo. Vakagumburwa
nebuwe rinogumbusa. \v 33 Sezvazvakanyorwa, zvichizi: ''Wona, ndinoisa paZiyoni buwe
rokugumbusa, neivu rokupinganidza. Unotenda kwaari, haanganyadziswi''.