ndc_rom_text_reg/09/30.txt

1 line
219 B
Plaintext

\v 30 Saka tichatikudini? Tichati, vahedheni vasina kutsvaka kutendeka, ndivo vakawana kutendeka, uko kutendeka kwokutenda; \v 31 Asi vaIsraeri vakati vechitsvaka murairo wokutendeka havana kuguma pamurairo wokutendeka.