1 line
340 B
Plaintext
1 line
340 B
Plaintext
\v 27 NaIsaya unodaidza padera pevaIsraeri echiti: ''kunyange kuwanda kwevana vaIsraeri kwakaita sejecha regungwa, vakasara vachaponeswa, \v 28 nokuti Ishe wachaita panyika shoko ravo, nekuripedzisa, nekukasira. \v 29 Sezvaakareketa Isaya kusati, echiti: Dai Ishe wehondo asina kutisira rudzi, Tingadai takawa seSodhoma, takaitwa seGomora. |