ndc_rom_text_reg/09/19.txt

3 lines
347 B
Plaintext

\v 19 Hino iwewe uchati kwendiri: ''Ena uchapirei ndaa kuneumwe? Nekuti ndiani unoramba kuda kwake? \v 20 Haiwa Kana, iwewe munhu, ndiwe anini, unopingura Mwari? Chakapfumbwa chingati
kunowakachipfumba: Wandiitirei kudai? \v 21 mupfumbi wehari haanasimba padera pevhu
here, kuti nebundu rimwe aite mudziyo mumwe wakakudzwa, nomumwe usina kukudzwa?