ndc_rom_text_reg/09/14.txt

1 line
255 B
Plaintext

\v 14 Saka tichatikudini? Kusatendeka kuriyo kunaMwari here? Haiswa! \v 15 Nokuti unoti kunaMosesi: Ndichazwira ngoni wandinozwira ngoni, ndichazwira tsitsi wandinozwira tsitsi. \v 16 Nazvo hazvibvi kunounoda, kana kuneunoRumba, asi kunaMwari, vanengoni.