ndc_rom_text_reg/09/10.txt

1 line
389 B
Plaintext

\v 10 Hazvisi izvozvo vzega; asi Rebekavo, wakati anemimba wakabereka Isaka, baba vedu \v 11 nekuti vana vaiga vasati vaberekwa, vasati vaita zvakanaka kana zvakaipa, kuti kufunga kwaMwari pakusanangura kwake kusimbiswe, kusingabvi pamabasa, asi kunaiye unodana, \v 12 zvakazwikwaari: Mukuru uchashandira mudoko. \v 13 Sezvazvakanyorwa, zvichinzi: Jakobho ndakamuda, asi Esau ndakamuvenga.