ndc_rom_text_reg/09/08.txt

1 line
197 B
Plaintext

\v 8 Ndokuti havasi vana venyama vari vana vaMwari. Asi vana vokupikirwa, ndivo vanozwi wabarhwi. \v 9 Nokuti shoko rakapikirwa ndirori: Nenguva yakaita seino Ndichawuya, Sara uchapuwa mwanakomana.