\c 9 \v 1 Ndinotaura chokwadi munaKristu, handinyepi. Hana yangu inondipupurira muMweya Mutsvene, \v 2 kuti ndineshungu kwazvo nokuchema kusingaperi mumoyo mangu.