ndc_rom_text_reg/04/20.txt

1 line
228 B
Plaintext

\v 20 akatarira chipikirwa chaMwari, haana kuramba nokusatenda, asi wakasimbiswa pakutenda, akakudza Mwari. \v 21 Echiziva kwazvo, kuti icho chaakapikira, wakanga anesimba rokuchiitavo. \v 22 Saka zvakanzi kwaari ndiko kururama.