ndc_rom_text_reg/04/13.txt

2 lines
313 B
Plaintext

\v 13 Nokuti chipikirwa chokuti uchava mugari wenhaka yenyika hachina kupiwa Abhurahamu kana rudzi rake nomurairo, asi nokururama kokutenda. \v 14 Nokuti dai vomurairo vari vagari venhaka, kutenda hakunamaturo, nechipikirwa
chinokoneswa. \v 15 Nokuti murairo unovuyisa kutsamwa; pasina murairo hapana kudarika vo.