ndc_rom_text_reg/04/06.txt

1 line
254 B
Plaintext

\v 6 Sezvinorevavo Dhavhidhi, kuti wakaropafadzwa munhu unonzi naMwari wakatendeka, kunze kwemabasa. \v 7 achiti: ''Vakaropafadzwa vakakangamwirwa zvisatendeka zvavo, Navakafukidzirwa zvichaichi zvavo. \v 8 Wakaropafadzwa munhu usinganzi naShe unezvivi''