\v 4 Zvino kuno unobate-basa, mubairo haunzi ndowenyasha, asi ndowengava. \v 5 Kunousingabati, asi unotenda kunaye unocheneswa munhu usingadi Mwari, kutenda kwake kunonzi kwaari ndikokurtendeka.