ndc_rom_text_reg/04/01.txt

1 line
296 B
Plaintext

\c 4 \v 1 Hino tichati Abhurahamu, teteguru vedu panyama, wakawana? \v 2 Nokuti dai Abhurahamu akacheneswa nemabasa ake, ungadai anechinhu chaangazvirumbidza nacho; asi haana pamberi paMwari. \v 3 Nokuti Rugwaro runoti kudini? ''Runoti: Abhurahamu wakatenda Mwari, kukanzi kwaari ndiko kutendeka.