\v 27 Zvino kuzvikudza kuripi? Kwabviswa. Nomurairo upi? Wemabasa here? haiwa, asi nomurairo wokutenda. \v 28 Nazvo tinoti, munhu unotongwa nokutenda kunze kwemabasa omurairo.