ndc_rom_text_reg/03/25.txt

1 line
327 B
Plaintext

\v 25 Nokuti Jesu wakagadzwa naMwari, kuti ave muyananiso nokutenda muropa rake, kuti kutonga kwake kuratidzwe, nokuti zvichaichi zvakaitwa kare zvakaregerwa, Mwari achivaitira moyo murefu. \v 26 Izwi zwakaitika se chikiratidzo che kutonga kwake, nenguva ino, kuti atonge ena amene nekuita mutongi we veshe unotenda kunaJesu.