\v 15 Tsoka dzavo dzinokasira kutea ropa; \v 16 Kuparadza nenhamo zviri munjira dzavo; \v 17 Vona havana kuiziva Nenjira yorugare . \v 18 Kutya Mwari hakupo pamberi pavo.