\v 11 Hakuna unonzwisisa. Hakuna unotsvaka Mwari. \v 12 Vakatrachika, veshe, vakava vasinamaturo. Hakuna unoita zvakanaka, kunyange nomumwe chete;