\v 9 Zvino todini? Tinovapfuvura here? kana nepadoko; nokuti tambopa veshe mhosva, vaJudha nevaGiriki, tichiti veshe vakasungwa nezvivchaichi; \v 10 sezvazvakanyorwa, zvichinzi: ''Hakuna wakatendeka, kunyange nomumwe''.