ndc_rom_text_reg/03/03.txt

1 line
271 B
Plaintext

\v 3 Nokuti kana vamweni vaJuda vasinakutenda, Ko kusatenda kwavo kuchakonesa kutendeka kwaMwari ? \v 4 Haiwa! kunze kwe izvi, Mwari ngaave wechokwadi, asi vanhu veshe vave vekunyepa. sezvazvakanyorwa: ''Kuti mucheske pamashoko enyu, nekuti Mukunde pakutonga kwenyu''.