ndc_rom_text_reg/02/28.txt

3 lines
266 B
Plaintext

\v 28 Nokuti uyo haazi muJudha, uri muJudha pakuvonekwa chete; kana nokutchetcheuswa hakusi kona kunovonekwa kubanze kwe
nyama. \v 29 Asi muJudha ndiye uri nechomukati, nekutchetcheuswa ngekwe moyo mumweya,
kusiri kwegama. Ena haarumbidzwi nevanhu, asi naMwari.