\v 23 Iwe unozvirumbidza nomurairo, unoshovora
Mwari nokudarika murairo neiko? \v 24 Nokuti, sezvazvakanyorwa zita raMwari rinomhurwa
pakati pavahedheni nokuda kwenyu.