ndc_rom_text_reg/02/15.txt

1 line
306 B
Plaintext

\v 15 Nokuti vanokhombedza basa romurairo wakanyorwa mumoyo yavo, hana yavo ichipupura pamwe chete nazvo, nezvavanofunga pakati pavo zvichivapa mhosva kana kuvapembedza. \v 16 Izwi zwichaitika nezuva iro rokuti Mwari vanozotonga zvakafishiika zwevanhu veshe, kubudhikidza ne vangeri rangu, naJesu Kristu.