\v 13 Nokuti vanzwi vomurairo havasi avo vakatendeka pamberi paMwari, asi vaiti vomurairo ndivo vanoruramiswa. \v 14 Nokuti kana vahedheni
vasinomurairo vachiita pachavo zviro zvomurairo, vachava murairo wavo vamene.