ndc_rom_text_reg/02/10.txt

2 lines
281 B
Plaintext

\v 10 Asi kubwinya, nokukudzwa, norugare kutcha uya kune veshe vanoita zvakanaka, kune muJudha kana kune muGirikivo. \v 11 Nokuti Mwari haatendi
zvinovonekwa zvomunhu. \v 12 Nokuti veshe vakatadza vasinamurairo vachaparadzwa, ne veshe vakatadza vanomurairo, vachatongwa nomurairo.