\v 8 Asi kuchauya kutsamwa nehasha kunevanenharo, vasingateereri chokwadi, asi veiterera zvisinakutendeka. \v 9 Mwari wachaundza kutambudzika nenhamo kumweya mumwe nomumwe womunhu wakaita zvakachata, pekutanga wemuJudha, newomuGiriki.