ndc_rom_text_reg/02/05.txt

1 line
383 B
Plaintext

\v 5 Asi kuoma kwako nekutama, nomoyo kutendevuka, kwe moyo vako kwaununganidzira kwauri kutsamwa nezuva nezuva rekutsamwa, nekukhombedzwa kokutonga kwakatendeka kwaMwari. \v 6 Ena uchapa mumwe nomumwe kuchanda kwemabasa ake: \v 7 kune avo Vanotsvaka kugwinyisira ne mabhasa akanaka, anotswaka chiedza , nokukudzwa nekutsungirira pakuita zvakanaka, Ena uchavapa hupenyu hwusingaperi.