Thu Mar 28 2024 09:06:22 GMT+0200 (Central Africa Time)

This commit is contained in:
Ndau-Mossorize 2024-03-28 09:06:25 +02:00
parent 4d091e0799
commit c9b58be839
3 changed files with 7 additions and 2 deletions

View File

@ -1,2 +1 @@
\c 9 \v 1 \v 2 Ndinotaura chokwadi munaKristu, handinyepi. Hana yangu inondipupurira muMweya
Mutsvene, 2 kuti ndineshungu kwazvo nokuchema kusingaperi mumoyo mangu.
\c 9 \v 1 Ndinotaura chokwadi munaKristu, handinyepi. Hana yangu inondipupurira muMweya Mutsvene, \v 2 kuti ndineshungu kwazvo nokuchema kusingaperi mumoyo mangu.

5
09/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,5 @@
\v 3 \v 5 Nokuti ndaida kuti ini ndimene ndive munhu wakatukwa, wakaparadzaniswa naKristu nokuda
kwehama dzangu, ivo vorudzi rwangu panyama; 4 \v 4 ndivo vaIsraeri; kuitwa vana, nokubwinya,
nesungano, nokupiwa murairo, nokunamata Mwari, nezvipikirwa, ndezvavo; 5 madzibaba
ndaavo, naKristu wakabva kwavari panyama, uri pamusoro pavose, Mwari unokudzwa
nokusingaperi. Ameni

View File

@ -147,6 +147,7 @@
"08-35",
"08-37",
"09-title",
"09-01",
"13-title",
"13-01",
"15-33",