Thu Mar 28 2024 11:14:42 GMT+0200 (Central Africa Time)

This commit is contained in:
Ndau-Mossorize 2024-03-28 11:14:44 +02:00
parent 15ce1caf8b
commit c94f5f051f
3 changed files with 4 additions and 4 deletions

View File

@ -1,4 +1 @@
6 Ndizvo sake munoripa vo mutero. Nokuti ndivo varanda vaMwari vanoramba
vechingobatira chiro icho. 7 Ripirai veshe zvavanofanira kuripirwa: Mutero kunavanofanira
kutererwa; muripo kunavanofanira kuripirwa; kutka kunavanofanira kutkiwa; kukudza
kunavanofanira kukudzwa.
\v 6 Ndizvo sake munoripa vo mutero. Nokuti ndivo varanda vaMwari vanoramba vechingobatira chiro icho. \v 7 Ripirai veshe zvavanofanira kuripirwa: Mutero kunavanofanira kutererwa; muripo kunavanofanira kuripirwa; kutka kunavanofanira kutkiwa; kukudza kunavanofanira kukudzwa.

2
13/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,2 @@
\v 8 Musava nechikwerete nomunhu, asi chokudana; nokuti unoda mumwe, wazadzisa murairo. \v 9 Nokuti izvo zvokuti: Usaita vupombwe, usavuraya, usaba, usapupurira wokwako nhema, usachiva; kana murairo upi noupi, zvakavunganidzwa pashoko rokuti: Ude wokwako sezvaunozvida iwe.
10 \v 10 Rudo haruitiri wokwako zvakaipa; naizvozvo rudo runozadzisa murairo.

View File

@ -163,6 +163,7 @@
"13-title",
"13-01",
"13-03",
"13-06",
"15-33",
"16-title",
"16-19",