Sun Mar 17 2024 14:24:13 GMT+0200 (Central Africa Time)

This commit is contained in:
Ndau-Mossorize 2024-03-17 14:24:14 +02:00
parent 0fdefd568e
commit b8edf47bbd
3 changed files with 4 additions and 2 deletions

View File

@ -1 +1 @@
Asi kuoma kwako nekutama, nomoyo kutendevuka, kwe moyo vako kwaununganidzira kwauri kutsamwa nezuva nezuva rekutsamwa, nekukhombedzwa kokutonga kwakatendeka kwaMwari. 6 Ena uchapa mumwe nomumwe kuchanda kwemabasa ake: 7 kune avo Vanotsvaka kugwinyisira ne mabhasa akanaka, anotswaka chiedza , nokukudzwa nekutsungirira pakuita zvakanaka, Ena uchavapa hupenyu hwusingaperi.
\v 5 Asi kuoma kwako nekutama, nomoyo kutendevuka, kwe moyo vako kwaununganidzira kwauri kutsamwa nezuva nezuva rekutsamwa, nekukhombedzwa kokutonga kwakatendeka kwaMwari. \v 6 Ena uchapa mumwe nomumwe kuchanda kwemabasa ake: \v 7 kune avo Vanotsvaka kugwinyisira ne mabhasa akanaka, anotswaka chiedza , nokukudzwa nekutsungirira pakuita zvakanaka, Ena uchavapa hupenyu hwusingaperi.

1
02/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 \v 9 Asi kunavanenharo, vasingateereri chokwadi, vanoteerera zvisakarurama, kuchavapo kutsamwa nehasha.9 nokutambudzika nenhamo kumweya mumwe nomumwe womunhu kunoita zvakaipa, pakutanga womuJudha, nowomuGiriki;

View File

@ -55,6 +55,7 @@
"01-32",
"02-title",
"02-01",
"02-03"
"02-03",
"02-05"
]
}