diff --git a/13/11.txt b/13/11.txt index 65991d7..25b53ab 100644 --- a/13/11.txt +++ b/13/11.txt @@ -1 +1 @@ -\v 11 Ngekuda kweizvi, imimi munoiziva nguva, kuti zvino yatova nguva yokumuka kwenyu pahope; nokuti zvino kuponeswa kwedu kwava pedo kupfuvura zuva ratakatanga kutenda naro. \v 12 Usiku wodarika, kuedza kwapaduze. Nazvo ngatirashe mabasa erima, ngatipfeke nhumbi dzokurwa dzechiedza. \ No newline at end of file +\v 11 Ngekuda kweizvi, imimi munoiziya nguva, kuti zvino yatova nguva yokumuka kwenyu pahope; nokuti zvino kuponeswa kwedu kwava pedo kupfuvura zuva ratakatanga kutenda naro. \v 12 Usiku wodarika, kuedza kwapaduze. Nazvo ngatirashe mabasa erima, ngatipfeke nhumbi dzokurwa dzechiedza. \ No newline at end of file diff --git a/13/13.txt b/13/13.txt new file mode 100644 index 0000000..a3159df --- /dev/null +++ b/13/13.txt @@ -0,0 +1,3 @@ + Ngatifambe nenzira yakafanira sepamasikati; tisingafambi nokutamba kwakaipa, nokubatwa, +kana noupombwe, noutere, kana negakava, negodo. 14 Asi pfekai Ishe Jesu Kristu, +musatsvaka kufadza nyama pakuchiva kwayo \ No newline at end of file