Tue Mar 19 2024 10:51:58 GMT+0200 (Central Africa Time)

This commit is contained in:
Ndau-Mossorize 2024-03-19 10:51:59 +02:00
parent 5378b80b7b
commit 7cfa01c819
1 changed files with 1 additions and 1 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\c 4 Zvino tichatikudini? Abhurahamu, teteguru vedu panyama, wakawaneiko? 2 Nokuti dai Abhurahamu akacheneswa nemabasa ake, ungadai anechinhu chaangazvirumbidza nacho; asi haana pamberi paMwari. 3 Nokuti Rugwaro runoti kudini? ''Runoti: Abhurahamu wakatenda Mwari, kukanzi kwaari ndiko kururama.
\c 4 \v 1 Hino tichati Abhurahamu, teteguru vedu panyama, wakawana? \v 2 Nokuti dai Abhurahamu akacheneswa nemabasa ake, ungadai anechinhu chaangazvirumbidza nacho; asi haana pamberi paMwari. \v 3 Nokuti Rugwaro runoti kudini? ''Runoti: Abhurahamu wakatenda Mwari, kukanzi kwaari ndiko kutendeka.