Sat Mar 30 2024 10:51:49 GMT+0200 (Central Africa Time)
This commit is contained in:
parent
99c7004b9c
commit
5e4960b266
|
@ -0,0 +1,4 @@
|
|||
\c 12 \v 1 Nazvo ndinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, netsitsi dzaMwari, kuti muise miviri
|
||||
yenyu, chive chibayiro chipenyu, chitsvene, chinofadza Mwari, ndiko kunamata kwenyu
|
||||
kwomoyo. \v 2 Musaenzaniswa nenyika ino; asi mushandurwe murangariro wenyu uchivandudzwa,
|
||||
kuti muidze muzive kuda kwaMwari kwakanaka, kunofadza, kwakakwana.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 3 Nokuti nenyasha dzandakapiwa, ndinovudza mumwe nomumwe uri pakati penyu, kuti arege kuzvifunga kuti mukuru kupfuvura paanofanira kufunga napo; asi afunge nokufunga kwakachenjera, mumwe nomumwe nechiyero chokutenda, sezvaakagoverwa naMwari.
|
|
@ -172,6 +172,7 @@
|
|||
"10-18",
|
||||
"10-19",
|
||||
"10-20",
|
||||
"12-03",
|
||||
"12-04",
|
||||
"12-06",
|
||||
"12-09",
|
||||
|
|
Loading…
Reference in New Issue