Sat Mar 30 2024 10:33:49 GMT+0200 (Central Africa Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2024-03-30 10:33:50 +02:00
parent 40676c867c
commit 529d06feeb
3 changed files with 4 additions and 3 deletions

2
12/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,2 @@
Musabadara munhu chakaipa kana akakuitirai chakaipa. Tsvakai zvakarurama pamberi pavanhu
vose. 18 Kana zvichibvira, pamunogona napo, ivai norugare navanhu vose

View File

@ -1,3 +1 @@
\v 19 \v 20 \v 21 wadikanwa musatsiva, asi munzvenge kutsamwa; nokuti kwakanyorwa, kuchinzi: kutsiva ndokwangu, ini ndicharipira ndizvo zvinoreva Ishe.20 Asi kana muvengi wako aziya, umupe kudya; kana afa nenyota, umupe kunwa; nokuti kana
uchiita izvozvo, uchatutira mazimbe omoto pamusoro wake. 21 Usakundwa nezvakaipa, asi
ukunde zvakaipa nezvakanaka
\v 19 wadikanwa musatsiva, asi munzvenge kutsamwa; nokuti kwakanyorwa, kuchinzi: kutsiva ndokwangu, ini ndicharipira ndizvo zvinoreva Ishe. \v 20 Asi kana muvengi wako aziya, umupe kudya; kana afa nenyota, umupe kunwa; nokuti kana uchiita izvozvo, uchatutira mazimbe omoto pamusoro wake. \v 21 Usakundwa nezvakaipa, asi ukunde zvakaipa nezvakanaka

View File

@ -172,6 +172,7 @@
"10-18",
"10-19",
"10-20",
"12-19",
"13-title",
"13-01",
"13-03",