Tue Mar 19 2024 11:15:58 GMT+0200 (Central Africa Time)

This commit is contained in:
Ndau-Mossorize 2024-03-19 11:15:59 +02:00
parent 5cd77a7f42
commit 3fe784f89b
3 changed files with 5 additions and 0 deletions

3
04/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\v 18 Wakatenda netariro pasinetariro, kuti ave baba vamarudzi majinji,sezvazvakanga zvataurwa
Rudzi rwako ruchadaro. \v 19 Haana kushaiwa simba pakutenda, achifunga muviri wake wakanga
watofa hawo(zvaiva namakore anenge zana), nokufa kwechizvaro chaSara.

1
04/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
akatarira chipikirwa chaMwari, haana kunyunyuta nokusatenda, asi wakasimbiswa pakutenda, akakudza Mwari. 21 achiziva kwazvo, kuti icho chaakapikira, wakanga anesimba rokuchiitavo. 22 Saka zvakanzi kwaari ndiko kururama.

View File

@ -89,6 +89,7 @@
"04-11",
"04-13",
"04-16",
"04-18",
"05-title",
"05-01",
"05-03",