Thu Mar 28 2024 09:46:22 GMT+0200 (Central Africa Time)

This commit is contained in:
Ndau-Mossorize 2024-03-28 09:46:23 +02:00
parent 04891074b4
commit 30f368d2e1
1 changed files with 1 additions and 3 deletions

View File

@ -1,3 +1 @@
\v 10 Hazvisi izvozvo vzega; asi Rebekavo, wakati anemimba wakabereka Isaka, baba vedu
\v 11 nekuti vana vaiga vasati vaberekwa, vasati vaita zvakanaka kana zvakaipa, kuti kufunga kwaMwari pakusanangura kwake kusimbiswe, kusingabvi pamabasa, asi kunaiye unodana, \v 13 zvakanzi
kwaari: Mukuru uchashumira mudoko. \v 12 Sezvazvakanyorwa, zvichinzi: Jakobho ndakamuda, asi Esau ndakamuvenga.
\v 10 Hazvisi izvozvo vzega; asi Rebekavo, wakati anemimba wakabereka Isaka, baba vedu \v 11 nekuti vana vaiga vasati vaberekwa, vasati vaita zvakanaka kana zvakaipa, kuti kufunga kwaMwari pakusanangura kwake kusimbiswe, kusingabvi pamabasa, asi kunaiye unodana, \v 12 zvakazwikwaari: Mukuru uchashandira mudoko. \v 13 Sezvazvakanyorwa, zvichinzi: Jakobho ndakamuda, asi Esau ndakamuvenga.