Sat Mar 30 2024 18:46:31 GMT+0200 (Central Africa Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2024-03-30 18:46:32 +02:00
parent 1738113bbf
commit 2f4fb07622
1 changed files with 1 additions and 1 deletions

View File

@ -1 +1 @@
Zvino kana kusanangura kuri kwenyasha, hakuzati kuchiri kwamabasa; kana zvisakadaro, nyasha hadzichiri nyasha. Asi kana kuri kwamabasa hakuzati kuchiri kwenyasha. Kana zvisakadaro basa harizati richibasa. 7 Zvino tichatiyiko? VaIsraeri havana kuwana zvavakanga vachitsvaka, asi vakasanangurwa ndivo vakazviwana; vamwe vakawomeswa, 8 sezvazvakanyorwa, zvichinzi: Mwari wakavapa mweya wehope; meso, kuti varege kuvona, nenzeve, kuti varege kunzwa, kusvikira zuva rnhasi
\v 6 Zvino kana kusanangura kuri kwenyasha, hakuzati kuchiri kwamabasa; kana zvisakadaro, nyasha hadzichiri nyasha. Asi kana kuri kwamabasa hakuzati kuchiri kwenyasha. Kana zvisakadaro basa harizati richibasa. \v 7 Zvino tichatikudini? VaIsraeri havana kuwana zvavakanga vachitsvaka, asi vakasanangurwa ndivo vakazviwana; vamwe vakawomeswa, \v 8 sezvazvakanyorwa, zvechinzi: Mwari wakavapa mweya wehope; meso, kuti varege kuwona, nenzee, kuti varege kunzwa, kusvikira zuva renhamashi.