ndc_1co_text_reg/01/14.txt

1 line
240 B
Plaintext

\v 14 Ndinotenda Mwari nekusababatidza mumwe wenyu, kusia na Krispo na Gaius. \v 15 Kuti aninaani asazoti ndakababatidzwa nge zita rangu. \v 16 Nokuti ndaka babatidza mbatso ya Stefana. Kundze kwe ava, handizii kuti ndaka babatidza vamweni