Sun Mar 03 2024 15:59:17 GMT+0000 (Western European Standard Time)
This commit is contained in:
parent
43352da354
commit
e9ee9d3d86
|
@ -1 +1 @@
|
|||
\v 31 \v 32 Zuva rakakwira pamusoro pake,, paakanga opfuura Penieri, uye akanga achikamhina nokuda kwehudyu yake. 32Â Naizvozvo kusvikira zuva ranhasi vaIsraeri havadyi runda rakabatanidzwa nehudyu, nokuti hudyu yaJakobho yakanga yakuvadzwa pedyo nerunda.
|
||||
\v 31 \v 32 Zuva rakakwira pamusoro pake,, paakanga opfuura Penieri; uye akanga achikamhina nokuda kwehudyu yake. Naizvozvo kusvikira zuva ranhasi vaIsraeri havadyi runda rakabatanidzwa nehudyu, nokuti hudyu yaJakobho yakanga yakuvadzwa pedyo nerunda.
|
|
@ -1 +1 @@
|
|||
\c 33 \v 1 \v 2 \v 3 33Jakobho akasimudza meso ake ndokuona hoyo Esau, achiuya ana varume mazana mana; saka akaparadzanisa vana pakati paRea naRakeri navarandakadzi vaviri. 2Â Akaisa varandakadzi navana vavo pamberi, Rea navana vake vachitevera, uye Rakeri naJosefa mumashure. 3Â Iye pachake akatungamira mberi akakotamira pasi kanomwe paakanga oswedera kumukoma wake.
|
||||
\c 33 \v 1 33Jakobho akasimudza meso ake ndokuona hoyo Esau, achiuya ana varume mazana mana; saka akaparadzanisa vana pakati paRea naRakeri navarandakadzi vaviri. \v 2 Akaisa varandakadzi navana vavo pamberi, Rea navana vake vachitevera, uye Rakeri naJosefa mumashure. \v 3 Iye pachake akatungamira mberi akakotamira pasi kanomwe paakanga oswedera kumukoma wake.
|
|
@ -1 +1 @@
|
|||
\v 4 \v 5 Asi Esau akamhanya kundosangana naye akamumbundikira mumutsipa namaoko ake uye akamutsvoda. Uye vakachema. Ipapo Esau akasimudza meso ake akaona madzimai navana. Akamubvunza akati, Ndivanaaniko ava vaunavo? Jakobho akapindura akati, Ndivo vana vakapiwa muranda wenyu naMwari.
|
||||
\v 4 Asi Esau akamhanya kundosangana naye akamumbundikira mumutsipa namaoko ake uye akamutsvoda. Uye vakachema. \v 5 Ipapo akasimudza meso ake akaona madzimai navana. Akamubvunza akati, Ndivanaaniko ava vaunavo? Jakobho akapindura akati, Ndivo vana vakapiwa muranda wenyu naMwari.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
Chitsauko 33
|
|
@ -51,6 +51,9 @@
|
|||
"01-26",
|
||||
"01-28",
|
||||
"01-30",
|
||||
"33-title",
|
||||
"33-01",
|
||||
"33-04",
|
||||
"33-06",
|
||||
"33-09",
|
||||
"33-12",
|
||||
|
|
Loading…
Reference in New Issue