Fri Mar 01 2024 11:30:27 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2024-03-01 11:30:28 +00:00
parent 71ad9fc8ff
commit b128f965e9
5 changed files with 6 additions and 0 deletions

1
19/29.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 29 Saka Mwari paakaparadza maguta omubani, akarangarira Abhurahama, uye akabudisa Roti kubva panjodzi yakaparadza maguta makanga muchigara Roti.

1
19/30.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 30 Roti navanasikana vake vaviri vakabva paZoari vakandogara mumakomo, nokuti akanga achitya kugara muZoari. Iye navanasikana vake vakagara mubako.

2
19/31.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,2 @@
\v 31 \v 32 \v 33 Rimwe zuva mwanasikana wake mukuru akati kumuduku wake, “Baba vedu vakwegura, uye pano hapana varume vokuti vavate nesu, setsika yenyika yose. 32 Ngatinwisei baba vedu waini tigorara navo kuti tichengetedze rudzi rwedu kubudikidza nababa vedu.”
33 Usiku ihwohwo vakanwisa baba vavo waini, uye mwanasikana mukuru akapinda akavata navo. Ivo havana kuziva kuvata kwake pasi kana kumuka kwake.

1
19/34.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 34 \v 35 Pazuva rakatevera mwanasikana mukuru akati kumuduku wake, “Madeko ndakavata nababa vangu. Ngativanwiseizve waini usiku huno, iwe ugopinda undovata navo kuitira kuti tichengete rudzi rwedu kubudikidza nababa vedu.” 35 Saka vakaita kuti baba vavo vanwezve waini usiku ihwohwo uye mwanasikana muduku akapinda akandovata navo. Ivo havana kuziva kuvata kwake pasi kana kumuka kwake.

1
19/36.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 36 \v 37 \v 38 36 Saka vanasikana vose vaRoti vakava nemimba nababa vavo. 37 Mwanasikana mukuru akava nomwanakomana, akamutumidza zita rokuti Moabhu; ndiye baba wavaMoabhu vanhasi. 38 Mwanasikana muduku akavawo nomwanakomana, uye akamutumidza zita rokuti Bheni-Ami; ndiye baba wavaAmoni vanhasi