Wed May 01 2024 15:44:11 GMT+0100 (Western European Summer Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2024-05-01 15:44:12 +01:00
parent cec8c19b81
commit afe659954f
4 changed files with 6 additions and 4 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 27 \v 28 Asi Rabhani akati kwaari, Kana ndawana nyasha pamberi pako, ndapota hangu imbogara. Ndakaona nokuvuka kuti Jehovha akandiropafadza nokuda kwako.  Akatizve, Reva muripo wako, uye ndichakuripa.
\v 27 Asi Rabhani akati kwaari, Kana ndawana nyasha pamberi pako, ndapota hangu imbogara. Ndakaona nokuvuka kuti Jehovha akandiropafadza nokuda kwako. \v 28  Akatizve, Reva muripo wako, uye ndichakuripa.

View File

@ -1 +1 @@
\v 29 \v 30 Jakobho akati kwaari, “Munoziva kuti ndakakushandirai sei uye kuti zvipfuwo zvenyu ndakazvichengeta sei. 30 Zvishoma zvamaiva nazvo kare ndisati ndauya zvawanda, uye Jehovha akakuropafadzai kwose kwandakanga ndiri. Asi zvino, ndichaitirawo mhuri yangu chinhu riniko?
\v 29 Jakobho akati kwaari, Munoziva kuti ndakakushandirai sei uye kuti zvipfuwo zvenyu ndakazvichengeta sei. \v 30 Zvishoma zvamaiva nazvo kare ndisati ndauya zvawanda, uye Jehovha akakuropafadzai kwose kwandakanga ndiri. Asi zvino, ndichaitirawo mhuri yangu chinhu riniko?

View File

@ -1,2 +1 @@
\v 31 \v 32 Akamubvunza akati, “Ndokupeiko?”
Jakobho akati, “Musandipa chinhu. Asi kana mukandiitira chinhu chimwe chete ichi, ndicharamba ndichifudza makwai enyu uye ndichaachengeta: 32 Regai ndifambe pakati pezvipfuwo zvenyu zvose nhasi nditsaure pakati pazvo zvose zvina mavara namakwai ana makwapa, gwayana dema rimwe nerimwe nembudzi imwe neimwe ina mavara kana ina makwapa. Ndizvo zvichava mubayiro wangu.
\v 31 Akamubvunza akati, Ndokupeiko? \p Jakobho akati, Musandipa chinhu. Asi kana mukandiitira chinhu chimwe chete ichi, ndicharamba ndichifudza makwai enyu uye ndichaachengeta: \v 32 Regai ndifambe pakati pezvipfuwo zvenyu zvose nhasi nditsaure pakati pazvo zvose zvina mavara namakwai ana makwapa, gwayana dema rimwe nerimwe nembudzi imwe neimwe ina mavara kana ina makwapa. Ndizvo zvichava mubayiro wangu.

View File

@ -218,6 +218,9 @@
"30-19",
"30-22",
"30-25",
"30-27",
"30-29",
"30-31",
"31-title",
"31-01",
"31-04",