Thu Feb 29 2024 15:01:48 GMT+0000 (Western European Standard Time)
This commit is contained in:
parent
dbaf349e6e
commit
203e8ba651
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 21 \v 22 \v 23 \v 24 Enoki akati ararama kwamakore makumi matanhatu namashanu, akabereka Metusera. 22Â Uye mushure mokubereka kwake Metusera, Enoki akafamba naMwari kwamakore mazana matatu uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana. 23Â Pamwe chete, Enoki akararama kwamakore mazana matatu namakumi matanhatu namashanu. 24Â Enoki akafamba naMwari; ipapo akasazovapo, nokuti Mwari akamutora.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 25 \v 26 \v 27 Metusera akati ararama kwamakore zana namakumi masere namanomwe, akabereka Rameki. 26Â Uye mushure mokubereka kwake Rameki, Metusera akararama kwamakore mazana manomwe namakumi masere namaviri uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana. 27Â Pamwe chete, Metusera akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namapfumbamwe, uye ipapo akafa.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 28 \v 29 Rameki akati ararama kwamakore zana namakumi masere namaviri, akabereka mwanakomana. 29 Akamutumidza zita rokuti Noa uye akati, “Achativaraidza pabasa uye napakurwadziwa kwokubata kwamaoko edu zvinobva pavhu rakatukwa naJehovha
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 30 \v 31 Mushure mokuberekwa kwaNoa, Rameki akararama kwamakore mazana mashanu namakumi mapfumbamwe namashanu uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana. 31Â Pamwe chete, Rameki akararama kwamakore mazana manomwe namakumi manomwe namanomwe, uye ipapo akafa.
|
Loading…
Reference in New Issue