Sun Mar 03 2024 19:27:00 GMT+0000 (Western European Standard Time)
This commit is contained in:
parent
e66e5aa4cf
commit
19d435aa39
|
@ -1,2 +1 @@
|
|||
\c 31 \v 1 \v 2 \v 3 31Jakobho akanzwa kuti vanakomana vaRabhani vakanga vachiti, “Jakobho atora zvose zvaiva zvababa vedu uye awana upfumi hwose uhu kubva kune zvaiva zvababa vedu.†2 Uye Jakobho akaona kuti ndangariro dzaRabhani kwaari dzakanga dzisisina kuita sapakutanga.
|
||||
3 Ipapo Jehovha akati kuna Jakobho, “Dzokera kunyika yamadzibaba ako nokuhama dzako, uye ndichava newe.
|
||||
\c 31 \v 1 Jakobho akanzwa kuti vanakomana vaRabhani vakanga vachiti, Jakobho atora zvose zvaiva zvababa vedu uye awana upfumi hwose uhu kubva kune zvaiva zvababa vedu. \v 2 Uye Jakobho akaona kuti ndangariro dzaRabhani kwaari dzakanga dzisisina kuita sapakutanga. \v 3 Ipapo Jehovha akati kuna Jakobho, Dzokera kunyika yamadzibaba ako nokuhama dzako, uye ndichava newe.
|
|
@ -1 +1 @@
|
|||
\v 4 \v 6 Saka Jakobho akatuma shoko kuna Rakeri naRea kuti vauye kusango kwakanga kuna makwai ake. \v 5 Akati kwavari, Ndinoona kuti ndangariro dzababa venyu kwandiri hadzisisina kuita sezvadzakanga dzakaita kare, asi Mwari wababa vangu aneni. Munoziva kuti ndakashandira baba venyu nesimba rangu rose,
|
||||
\v 4 Saka Jakobho akatuma shoko kuna Rakeri naRea kuti vauye kusango kwakanga kuna makwai ake. \v 5 Akati kwavari, Ndinoona kuti ndangariro dzababa venyu kwandiri hadzisisina kuita sezvadzakanga dzakaita kare, asi Mwari wababa vangu aneni. \v 6 Munoziva kuti ndakashandira baba venyu nesimba rangu rose,
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
Chitsauko 31
|
|
@ -51,6 +51,9 @@
|
|||
"01-26",
|
||||
"01-28",
|
||||
"01-30",
|
||||
"31-title",
|
||||
"31-01",
|
||||
"31-04",
|
||||
"31-07",
|
||||
"31-10",
|
||||
"31-12",
|
||||
|
|
Loading…
Reference in New Issue