Wed Dec 06 2023 11:05:28 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-06 11:05:29 +00:00
parent 5661392436
commit bb28d19c73
3 changed files with 3 additions and 4 deletions

View File

@ -1,3 +1 @@
\c 21 \v 1 Ipapo ndakaona denga idzva nenyika itsva, nokuti denga rokutanga nenyika yokutanga zvakanga zvapfuura, uye pakanga pasisina gungwa.
\v 2 2 Ndakaona Guta Dzvene, Jerusarema idzva, richiburuka kubva kudenga richibva kuna Mwari, rakagadzirwa somwenga akashongera murume wake zvakaisvonaka.
\c 21 \v 1 Ipapo ndakaona denga idzva nenyika itsva, nokuti denga rokutanga nenyika yokutanga zvakanga zvapfuura, uye pakanga pasisina gungwa. \v 2 Ndakaona Guta Dzvene, Jerusarema idzva, richiburuka kubva kudenga richibva kuna Mwari, rakagadzirwa somwenga akashongera murume wake zvakaisvonaka.

View File

@ -1 +1 @@
\v 5 5 Akanga akagara pachigaro choushe akati, “Ndiri kuita kuti zvinhu zvose zviwe zvitsva!” Ipapo akati, “Nyora izvi, nokuti mashoko aya akatendeka uye ndeechokwadi.” \v 6 6 Akati kwandiri, “Zvaitwa. Ndini Arifa naOmega, wokutanga newokupedzisira. Kuna iye ane nyota ndichamupa kuti anwe, asingaripi, kubva mutsime remvura youpenyu.
\v 5 Akanga akagara pachigaro choushe akati, “Ndiri kuita kuti zvinhu zvose zviwe zvitsva!” Ipapo akati, “Nyora izvi, nokuti mashoko aya akatendeka uye ndeechokwadi.” \v 6 Akati kwandiri, “Zvaitwa. Ndini Arifa naOmega, wokutanga newokupedzisira. Kuna iye ane nyota ndichamupa kuti anwe, asingaripi, kubva mutsime remvura youpenyu.

View File

@ -233,6 +233,7 @@
"20-11",
"20-13",
"21-title",
"21-01",
"21-03",
"21-05",
"21-07",