Sun Dec 03 2023 15:06:01 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-03 15:06:01 +00:00
parent ac8a87ffaa
commit 6af97d9b43
2 changed files with 2 additions and 1 deletions

View File

@ -1 +1 @@
Wamwe wanhu, wasina kuwurayiwa nematambudziko hawana kutendewuka pamabasa awo emawoko awo, hawana kusiya kunamata mweya yakaipa uye nemifananidzo yendarama, nezvesirveri, nezvendarira, nezvebuwe uye nezvemiti, zvisinga kwanisi kuwona, kana kuzwa uye kana kufamba. Uye hawana-kutendewuka pakuwuraya kwawo, kana pakuroya kwawo, kana pawupombwe wawo uye
\v 20 Wamwe wanhu, wasina kuwurayiwa nematambudziko hawana kutendewuka pamabasa emawoko awo, hawana kusiya kunamata mweya yakaipa uye nemifananidzo yendarama, nezvesirveri, nezvendarira, nezvebuwe uye nezvemiti, zvisinga kwanisi kuwona, kana kuzwa uye kana kufamba. \v 21 Uye hawana-kutendewuka pakuwuraya kwawo, kana pakuroya kwawo, kana pawupombwe wawo uye kana pakuba kwawo.

View File

@ -125,6 +125,7 @@
"09-13",
"09-16",
"09-18",
"09-20",
"17-title"
]
}