Sat Dec 02 2023 08:31:55 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-02 08:31:56 +02:00
parent 0fc31c36db
commit 2c080b92d4
4 changed files with 4 additions and 3 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 14 \v 17 Asi makaita zvakanaka kuti muakagowana neni mumatammbudziko angu. \v 15 Pamusoro paizvozvo imi waFiripi, pamazuwa enyu ekutanga kundiziwa nevhangeri, pandakasimuka kubva kuMakadonia, akuna kereke yakagowana neni panyaya yekupa nekutambira, kunze kwenyu chete. \v 16 Nekuti kunyange ndakanga ndiri kuTesaronika, makanditumira rubatsirozve uye makapamha pandanga ndiri pakushayiwa. Andirewi kuti ndinoswaka chipo, asi ndinoswaka izvo zvamungazopfumiswa nazvo.
\v 14 Asi makaita zvakanaka kuti muakagowana neni mumatammbudziko angu. \v 15 Pamusoro paizvozvo imi waFiripi, pamazuwa enyu ekutanga kundiziwa nevhangeri, pandakasimuka kubva kuMakadonia, akuna kereke yakagowana neni panyaya yekupa nekutambira, kunze kwenyu chete. \v 16 Nekuti kunyange ndakanga ndiri kuTesaronika, makanditumira rubatsirozve uye makapamha pandanga ndiri pakushayiwa. \v 17 Andirewi kuti ndinoswaka chipo, asi ndinoswaka izvo zvamungazopfumiswa nazvo.

View File

@ -1 +1 @@
\v 18 \v 19 \v 20 Ndakatambira mubayiro uzere uye kunyange zvijinji; ndawa nezvakakwana, zvinyu zvandatambira kubva kuna Epafrodhitasi zvipo zvamakanditumira. Zvaita sechipiriso zchinonuhwira, chibairo chakafanira, chinofadza Mwari. Uye Mwari wangu achazadzisa zvamuno shaiwa zvose maererano nekubwinya kwepfuma yake muna Kristu Jesu. Mari naBaba wedu ngaawe nekubwinya nekusingaperi. Ameni
\v 18 Ndakatambira mubayiro uzere uye kunyange zvijinji; ndawa nezvakakwana, zvinyu zvandatambira kubva kuna Epafrodhitasi zvipo zvamakanditumira. Zvaita sechipiriso zchinonuhwira, chibairo chakafanira, chinofadza Mwari. \v 19 Uye Mwari wangu achazadzisa zvamuno shaiwa zvose maererano nekubwinya kwepfuma yake muna Kristu Jesu. \v 20 Mari naBaba wedu ngaawe nekubwinya nekusingaperi. Ameni

View File

@ -1 +1 @@
\v 21 \v 22 \v 23 Kwazisanai mutswene wese muna Kristu Jesu. Hama dzandinadzo dzinokukwadzisai. Watswene wese wanokukwazisai, kunyanya awo weimba yaKesari. Nyasha dzaIshe Jesu Kristu ngadziwe nemweya wenyu .
\v 21 Kwazisanai mutswene wese muna Kristu Jesu. Hama dzandinadzo dzinokukwadzisai. \v 22 Watswene wese wanokukwazisai, kunyanya awo weimba yaKesari. \v 23 Nyasha dzaIshe Jesu Kristu ngadziwe nemweya wenyu .

View File

@ -75,6 +75,7 @@
"04-04",
"04-08",
"04-10",
"04-14",
"04-18",
"04-21"
]