Wed Sep 27 2023 06:51:22 GMT+0100 (Western European Summer Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2023-09-27 06:51:23 +01:00
commit b2490e9b54
478 changed files with 972 additions and 13 deletions

1
01/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 1 \v 1 Apa pokuti wajinji wakaendza kuronga pazwimbo zvakaitika kuti zviitiko zvakaitika. \v 2 se matauriro akaitwa ne waya wanga waripo kubva pakutanga wanga wa wapupuri wazwa uye wari waranda wechoko. \v 3 Nokudaro zwakawa zwakanaka pandire, aiwogorora nerotsegero kufamba kwe zwinhu zwese izwi kubva pakutanga, kunyora nezira dzakanaka , mukumekedza Teofelo, \v 4 kuti uziwe matshokwandi kti uziwe zwakawadzika.

1
01/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Pamazuwa a Herode, mambo wejudeya, panga pane mumwe muprisita,aizwi zakaria, wemudzidza ra Abia. Mukadzi wake waiwa wemutauro wa Aroni uye mukadzi uyu waizwi Isabel. \v 6 Wese wanga wakarorama pamberi paMwari wachifamba mundzira wokusatsiurwa pa mirairo yosene zwinodiwa na Mwari. \v 7 Asi iwo wanga wasina mwana nokuti Isabel wakanga wasigabereke, wawiri awa wanga wagwegura mazuwa iwawo.

1
01/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 zvakaitika ndizvekuti Zakaria wanga ari pamberi pamwari; achitedza zvitendero zvake zvechi prista,mairerano ne guara rake; nokudaro iyena wakasarudzwa; \v 9 nokuda ko nomujenya, maererano no tsika dzimuprisita, kuti apinde mutembere ya ichi uye apise mudziyo.. \v 10 Wanhu wose waimonamata kundze pamwepo ne paipiswa mudziyo.

1
01/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 nokudaro mutumwa wakauya kwaari, akamira kurodye kwe aritar raibhaka. \v 12 Ipapo Zakaria pakaona, wakachuchikana uye akawa nokutya. \v 13 ipapo mutumwa akati: asatya, Zakaria, nokuti munamato wako waswika. mudzimai wako, Isabel, wachabereka mwana zita rake achanzi Johani.

1
01/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Iwe ochawa nomufaro,uye wanhu wajinji wacha chamisika nokuberekwa kwake. \v 15 Nokuti iye uchawa mukuru mumadziso iche; azomwe waini, kana ndoro renesimaba, uye mudubu ra mai wake, achazadzwa ne mweya mutsene,

1
01/16.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 16 Uye wajinji wanhu we iziraire ichadzoka kuna iche mwari wawo . \v 17 iye achaenda pamberi pa iche mumweya ne simba ra Eria, kuti moyo yana baba idzoke kune wana, uye watore waya wasingaterere kuti wafambe maererano no ruziwo rewatsene. uye achaita izwiarure wamwe wanhu wakakadzirera kuna iche''.

1
01/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 Zakaria akati kune mutumwa:'' ndikabvuma sei izwi? nokuti ndiri murume akwegura ne mukadzi wako wakura''. Mutumwa akati: '' \v 19 ini ndiri Gabiel, ndinorarama pamberi pamwari uye ndatumwa kuti ndikuudze zvino zvitsa. \v 20 uye uchawa uri chimumumu kuswika mazua iwawo, nokuti awotende kuma choko angu, kuti zwichaitika paguva yakanaka.''

1
01/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 ipapo pawakamirira Zakaria,waibvudzana kuti sei iye wakatora nguva refu aremutebere. \v 22 iye paakabuda iye wanga asingataura nawo, wakaura nawo na maoko. wakazwisisa kuti akawa nechiratidzo kwanga ari. \v 23 zvakaitika ndizwekuti mazuwa ake ye basa, iye wakadzokera kumba kwake.

1
01/24.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 24 Papera mazuwa aya, mudzimai wake Isabera wakawa napamwiri akapawiga kwemwedzi dzichanu, aiti: \v 25 ''izwi ndizwo zwakaitwa na iche pawakanditarera kuti ndipese kunyara kwangu pamberi pewanhu''.

1
01/26.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 26 Mu mwedzi wechitanatu, mutumwa Gabriere wakatumwa na Mwari muguta reGarerea, kwaize nazareta, \v 27 kwanga kune imwe madarayanga ine murume aidze Josefa. Josefa anga ari werudzi ra David, zita remadara aidze Maria. \v 28 mutumwa wakauya kwaari akati: ''kwaziwai, uri mukuru wakafanira! Iche anewe''. \v 29 Asi iye wakachuchikana ne machoko ayo akazibvuka kti kumureswa kaindi uko.

1
01/30.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 30 Iye mutumwa akati mwaari: ''Usatya Maria, nokuti wakaropafadzwa na Mwari. \v 31 uchagamuchira mudhubu mako uye uchabereka mwana. uchamuoa zita rekuti Jesu. \v 32 Iye uchawa mukuru, achadzi Mwana Wekumusorosoro. Iche uchamupa chigaro chababa wake, Devid. \v 33 iye achatonga umba wose ya Jakobho kusingapere, umambo wake auzopere zve

1
01/34.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 34 Mari akati kune mutumwa: '' zvichaitika sei, nokuti ndiri mandara?'' \v 35 mutumwa akadaira akati: Mweya mustwene uchauya pamusoro pako, simba rekumosoro rechakubata. usaka ari mutsene wauchambereka achadaidzwa Mwana waMwari.

1
01/36.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 36 Ndokuti Isabel, mudhikanwa wako, akawawo ne mwana akura. iye aitonzhi munhu asigambereke uri pamwedzi wechitatu wepamwire pake. \v 37 Nokuti apana nzvisingagunekwe na Mwari''. \v 38 Maria akati: '' aripano muranda washe.kuti izwingazvitike kwandiri maererano te machoko enyu''. Ipapo mutumwa akamusiya.

1
01/39.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 39 namazuwa aya, Maria akasimuka ndokuenda kugomo, muguta reJudeia. \v 40 ipapo wakapinda muimba ya Zakaria akamuresa Isaberi. \v 41 izvi pazvakaitika, achizwa Isaberi na Maria, wana mudhubu make wakatabataba, ipapo Isaber wakawa nemweya mutsene.

1
01/42.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 42 Iye akachamisika muizwi guru akati: iwe wakaropafadzwa pawakadzi vese, chakaropafadzwa chirimukati medhubu rako. \v 43 zvingagone sei kuti mai we iche wagu wauye kuzondi chanyira? \v 44 kubva pandakazwa kumureswa, wana arimudhubu mako akatanga kutamba nemufaro. \v 45 Wakaropafadzwa kune waya wakatenda nokuti zvichazhadziswa zwino zwose zwakataurwa na iche''.

1
01/46.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 47 Maria akati: ''mweya wangu unokudza iche, \v 46 mweya wangu wakafara kuna mawri, muponese.

1
01/48.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 48 \v 49 Nokuti iye wanditarira yakaona kuzvinimipesa kwagu semuranda. Kubva izwizwi, marudzi wose wachanditi ndakaropafadzwa, Nekuti anesimba akaiti zwino zvikuru pandiri, zita rake rutsene.

1
01/50.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 50 Ngone dzake dzinoenda marudzi ne marudzikumne wose wanomutya. \v 51 Iye wakaratidza simba rake remuoko, akasiya waya wanga waizvikudza mupfugwa dzemoyo yawo.

1
01/52.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 52 Wakaparadza wanhu weumambo wake wakasimudza wanhu wakazvininipesa. \v 53 Wakapa zvkudye wajinji kune waya waiye ne ndzara uye wakaoneka wapfumi wasina kuwapa chinhu.

1
01/54.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 54 Wakawabhatsira izirari, muranda wake, mukucherechedza ngone dzake \v 55 se zvawakataura kumadzibaba wedu mukununura Abraama ne rudzi rake nokusingapere''.

1
01/56.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 56 Maria wakagara na Isabel kwe mudzi mitatu kubva ipapo akadzokera kumba kwake. \v 57 payakasvia ngua yekuti Isaberi abhereke mwana wake, iye akabhereka mwana mukomana. \v 58 Wagarisane wake ne wamwe wake kuti iche wawedzera ngoni kwaarikuti afare naye.

1
01/59.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 59 Nokudaro, zvakaitika, nezuwa rechi sere, iyo wakauya kuzomuchecheudza. iyo waindha kumodhaidza Zakaria, zita rababa wake. \v 60 asi mai wake wakauya nechoko wakati:''kwente iye achadze Johani''. \v 61 iwo wakati kwaari: '' akuna munhu pakati penyu ano daidzwa ne zita iroro''.

1
01/62.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 62 Iwo wakawodza baba wake kuti waone zita rawaidha kuti wadhaidze naro. \v 63 Baba wake wakakupira rimwe bhuranga wakanyora zita: ''Zita rake anhudze Johani''. wese wakachamisika ne izwi.

1
01/64.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 65 Ipapo murumu wake wakavurika, rorime rwake rwakabhuda, akatanga kuataura, wakarumbidza Mwari. \v 64 Nokudaro pakauya kutya kune wese wagari wepadhuze, zvese zvakaparadzwa muguta rose reJudeia. \v 66 Wose pawakazviswa izwi, wachamiswa mumoyo dzawo, waiti: ''wachazouye ko mwana uyo?''. nokuti muoko washe uri paari.

1
01/67.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 67 Baba wake, Zakaria, wanga wazara nemweya mutsene uye akaporofita, achiti: \v 68 Ngarubhidzwe Iche, Mwari waizirari, nokuti akawa chanyira akaponesa wanhu wake.

1
01/69.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 69 Iye akasimudza kwatiri imwe nyanga yeroponeso muimba ya David, muranda wangu, \v 70 sezvawakawimbisa kare kare, kuwaporofita watsene wake. \v 71 Iye uchauya neroponeso kwatiri wawengui wedu na muoko we wese wanoti wenga.

1
01/72.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 72 Iye akaita izwi kuti aratidze ngone dzake kunomadzibaba wedu uye kurangarira kwe chiwimbiso chitsa. \v 73 chitenderano iche chakaita na Abraama, baba wedu, \v 74 kuti watidzikenure mumaoko yewawengui wedu kuti timushandire tisikatya, \v 75 pautsene nekururarama, paari pamazuwa yedu.

1
01/76.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 76 Eye, newe, uchanzi muporofita wekumosoro, nokuti iwe uchaenda kubere washe, kuti hagadzirire wanhu kuya kwake, \v 77 uye kuti waziwe roponeso kune wanhu wake muku regererwa zvitadzo zwavo.

1
01/78.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 79 Izwi zvichaitika nokuda kwe ngone, dza Mwari, pakati pa aurora kumusoro uchauya kwatire, \v 78 kuti ipenye kune waya wari murima; Iye achaita izwi kuti atifambese mune mwanzi rakanaka''.

1
01/80.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 80 ipapo mwana wakakura akasimba mumweya. akararama mubomo,zvika akauya pachena wanhu waizirairi.

1
01/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 1

1
02/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 2 \v 1 Nemazuwa awo, chirevo chakaitwa na Kesari augosto kuti nyika yose wanyorwe mazita. \v 2 Izwi zwakaitwa, pekutanga, na Kerino paaga ari Mambo weSiria. \v 3 Nokudaro wese wakaida kuma guta awo kuti wanyorwe mazita.

1
02/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Josefa akabudawo ku Nazareta, achienda kuGarerea, kwe Beterehema, reJudea, raizikanwa kuti guta raDavid, nokuti iye anga ari rudzi raMambo David. \v 5 Josefa akaenda nemudzimai wake anzi Maria kuti wanyorese mazita. Iye aiwa nepamwiri.

1
02/06.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 6 Zwakaitika kuti, wachiswika kuBeterhema, anga ari mazuwa yekuti Maria aite Mwana. \v 7 Ipapo Iye akabereka mwana ndagwe rake, akamufukidza nemachira. akavamuisa muchidyero, nekuti panga pasina tswimbo.

1
02/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Mutswimbo iyoyo wamwe wewafudzi wanga wari kumuda, wachichegetedza makwai awo usiku wose. \v 9 Mutumwa waShe akauya arimurukudzo maShe aipenya kwese; wese wakabatwa nekutya.

1
02/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Nokudaro, Mutumwa akati: ''Musatya, ndinokuudzai mashoko yemufaro wawanhu wose. \v 11 Nhasi guta raDavid, kwaberekwa muponese. Iye ndiKristu, Ishe! \v 12 Ndichamuziya nechiratidzo ichi: Iye achafukidzwa machira muchidyiro''.

1
02/13.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 13 Ipapo watumwa wajinji, wachibva kudenga, akauya akabatana newamwe watumwa wachirubidza Mwari uye waiti: \v 14 ''Mwari ngaakudzwe wekumusorosoro ngakuwe nerugare panyika kune wanhu Mwari anowada zwakanaka''.

1
02/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Watumwa pawakadzokera kudenda wafudzi wakati pachezwawo: ''Habai nekukasika kuBeterhema kunowona Zwino zwinochamisa zwaitwa na Ishe waita kuti tizwiziwe''. \v 16 Wakaenda nekukasika ikoko wakawona Josefa na Maria wagara. wakawona Mwana akarara muchidyero.

1
02/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Pakapedza kuwona, iyo wakaudza wanhu zwawanga waudzwa pamusoro peMwana. \v 18 Wese waisangana ne wafudzi waichamiswa ne zwaidzwa. \v 19 Asi, Maria waichegeta zwose zwaaga abvudzwa achichegetedza mumoyo make. \v 20 Wafudzi wakadzokera wachirumbidza nekukudza Mwari, nekuti zwese zwavakawona nekudzwa ndizwo zwanga zwataura mutumwa.

1
02/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Zuwa repfubamwe, yanga yasvika nguwa yekuchecheudza vana. Iwo wakanyoresa kuti Jesu, nekuti mutumwa akamudana kudaro, asati aberekwa mudumbu.

1
02/22.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 22 Mazuwa yekuti acheneswe akati apfura, nekuda kwemurairo waMosisi, Josefa na Maria wakatora Mwana wakaenda naye kutembere, kuJerusarema kuti waratidze Ishe. \v 23 nekuti zvazvanyorwa pamurairo waIshe: ''Mwana wese ndagwe anofanira kucheneswa naShe''. \v 24 Nekuda kwemurairo waIshe, iwo waifanira kupa ''chiri kana kuti njiwa'' chipiriso.

1
02/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Kwaiwe nemumwe murume kuJerusarema ainzi Simoni. Anga akatendeka aiwe netsitsi. Iye aimirira kunyaradzwa kwaIsraeri uye mweya mutswene wawe pamusoro pake. \v 26 Mweya mutswene wakamududzira kuti azofe asina kuwona Kristu ndiMwari anga amuwimbisa.

1
02/27.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 27 Achitongamirirwa ne mweya, Simoni akapinda mutembere. Josefa na Maria wakauya neMwana, Jesu, kuti wazadzise zwaidiwa nomutemo. \v 28 Simoni akagamuchira Jesu mumawoko ake uye akarubidza mwari achiti: \v 29 ''Ishe bvumai kuti muranda wenyu aende murugare, nekuti ndawona zvazadziswa zvamakawimbisa.

1
02/30.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 30 Nekuti maziso angu awona ruponeso rwenyu, \v 31 ramakagadzirira wanhu wenyu; \v 32 chiendza kune wasinga tende, uye kuti rumbidzo reuye kune mwana wenyu waIsraeri''.

1
02/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 Wana baba we Mwana waichamiswa nezvaitaurwa pamusoro peke. \v 34 Simoni akaropafadza Maria, amai wake: ''Mwana iwo kune zwakaipa nekumutswa kweIsraeri achawa newawegi \v 35 (pakatwa uchafura nepanomweya wake), kuti pfugwa dzijinji ne moyo yewanhu iwonekwe.

1
02/36.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 36 Mumwe muporofita ainzi ana anga ariko. Iye anga arimwana waFanueri, dzidza raAser. Iye aga ari wechikuro, iye akararama nemurume wake makure masere kubva muwomadara wake, \v 37 uye akawe chirikadzi iye akararama enga makumi masere ne pfumbamwe. aana kusiya tembere, achirumbidza Mwari nemunamato nekutsanya, usiku nemakusene. \v 38 Ipapo akatanga kutenda Mwari achittaura pamusoro pemwana wese waimirira kushadurwa kweJerusarema.

1
02/39.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 39 Pawakapedza kuita zwese maererano nemutemo waIshe, iwo wakadzoka kuGarerea, kumba kwawo, kuNazareta. \v 40 Uye Mwana aikura mwiri, achisimba, achizwadzwa neruziwo, uye nenyasha dzaMwari dziri pamusoro Pake.

1
02/41.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 41 Wana baba wake vaenda makure yese nkuJerusarema, kudya kwepasika. \v 42 Jesu pakasvitsa makumi mawiri, iwo wakaenda na kumitambo, sezvawaita. \v 43 Wachipedza mitambo, wachidzoka Jesu akaramba ari MuJerusarema wana baba wacho awana kumuziya, \v 44 nokudaro iyo waifuga kuti wanai mumotocari yawo. zuwa rimwe wachifamba, iwo wakatanga kumutsaga muwachaMwari nehama.

1
02/45.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 45 Wasina kumuwona, Iyo wakadzokera Kujerusarema uye wakatanga kumutsaga. \v 46 Mazuwa matau apera, iwo wakamuna mutembere, akagara pakati pewadzidzise, achitwisisa achipa mubvudzu. \v 47 Wese waimudzwa waichamiswa neruziwo rwawo nekudaira kwake.

1
02/48.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 48 Iwo pawakawona Jesu, wakafara. mai wake wakati: ''waiterei zvakadaro nesu? ini na baba wako tashupika nekukutsaga'' \v 49 Uye Jesu akapidura: ''murikundi tsaguireiko? Imi amuseya kuti ndinofanira kugara mumba maBaba wangu here?''. \v 50 Asi iwo awana kutzwisisa mashoko zvaitaura Jesu.

1
02/51.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 51 Nokudaro Jesu akadzokera nana baba wake kuNazareta, wachizvininipes kwawari uye mai wake waizvichegeta mumyoyo. \v 52 Asi Jesu akaramba achikura muruziwo.

1
02/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 2

1
03/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 3 \v 1 Mugore regumi nemashanu rokutanga kwa Tibheriasi Kesari, apo Pondio Pirato wakanga ari mambo weJudhea, uye Herode, anga arimubati weGarirea, munun'una wake Firipe, anga ari mubati we Iturea, re Tirakanite, uye Risania, ari mubati we abhurini, \v 2 panguva ye muprisita Anas na Caifas, shoko raMwari rakauya kuna Johani, mwana wa Zakaria, mugwenga.

1
03/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Iye akaenda mumaguta aripedyo ne Jorodhani, achiparidza rubabatidzo rekuswindemba, kuti waregererwe zvitadzo zwawo.

1
03/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Sezvakanyorwa mubhuku re masohoko umoporofita Isaia: ''Izwi rinodaidza kubva mugwenga: 'Gadzirai dzira yaIshe, ruramisasai migwagwa yake.

1
03/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Magoronga ose achafuchirwa, nemakomo ose achanderedzwa, dzira dzose dzakapeama dzichatwasanudzwa, uye ne dzira dzakasaenzana dzichaenzaniswa; \v 6 uye ose wachaona ruponeso rwaMwari'''.

1
03/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Uye Johani wakati kuwanhu wajinji kuti wauye kuzobabatidzwa naye: ''Imi wana wenyoka! Ndianiko akuyapirai kuti mutinze rutsamwa kuchauya?

1
03/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Zwakadaro Iwai nezwibereko zwekuchunyuka uye musatange kutaurira wamwe wenyu:'Isu tina Abrahama sababa wedu! , Nekuti ndinokutaurirai kuti mwari anogona kumutsira Abrahama wana pamabwe aya.

1
03/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Dhemo rakatoiswa pamwechete ne midzi yemuti. Uye muti yese isingabereke zwakanaka ichatemwa uye ichakandirwa mumoto''.

1
03/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Uye wanhu wajinji waimubvudza, wachite: ''zwinyi zwatinofanira kuti tiete?'' \v 11 Iye akapidura, achiti: ''Kuti umwe kana aine hembe mbiri, kahapi kuti umwe uwo asina uye kana ane zwekudya, gaitewo zwimwechete''.

1
03/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Nokudaro wamwe wateresi, wakauya kuti wababatidzwa, wakabvudza: ''Mudzidzi tinofanira kuti tiitei?'' \v 13 Uye Johani akawati: ''Musatorazve mare jinji kunze kweyamakataurerwa''.

1
03/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Wamwe wemasoja wakabvudzawo, wakati: ''Ko isuwo? Tingaiteiwo?'' Uye Iye akati: Musatorera wanhu mare nechisimba, musachepere wanhu zvawasina kuita. Gutsikanai nemubairo wenyu''.

1
03/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Nokuti wanhu wakanga wakamirira kuswika kwaKristu, wose waifugidzira mumoyo dzawo kuti Johani aizowa Kristu. \v 16 Johani akawapidura akati: ''Pandiri ini, ndinobabatidza nembvura, asi uya anouya kwandiri mukuru kwadiri adina kurunama kusvika pakusunugura misungu dzechagu dzake. Iye achakubabatidzai nemweya mutsene uye ne moto

1
03/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Iye mumawoko ake ane tsero kuti apepete zvakanaka kuti kutsamwa kwake ndekwekubatanidza garasi mudura. Asi Iye achatsa ne moto usinga dzime''.

1
03/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 Uye nemamwe mashoko majinji, Johani aiparidza nekurudzira wanhu. \v 19 Uye akatsiura Herode, mubate, nekuti anga aroora mukadzi wemunun'una wake, Herode, nezwemwe zvakawanda uye nezvemwe zvaakanga aita, \v 20 Uye zve akawedzera zwese pawese, kuti asunge Johani mutorongo.

1
03/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Zwakaitika nokudaro wanhu wakati wareku babatidzwa na Johani, Jesu akababatidzwa naye, \v 22 uye nokudaro wakanamata denga rekavurika; uye nemweya Mutsene wakaburuka semufananidzo wejiwa. Uye pakadzika izwi rekudenga rikati: ''Uwo ndiye mWanakomana wangu wandinodisa, mahari ndinofadzwa zvikuru''

1
03/23.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 23 Apo Jesu paakatanga kereke yake, Iye aiwe ne makore makumi matatu. Iye akanga ari mwanakomana waJoseda ( sekuonekwa kwazwo), mwana waEri, \v 24 mwanakomana wa Matate, Mwanakomana waRevhi, mwanakomana wa mereki, mwanakomana wa Janai, Mwanakomana waJosefa.

1
03/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Mwanakomana waMatatias, Mwanakomana waAmos, mwanakomana waNaum, mwanakomana waEsla, Mwanakomana waNagai, \v 26 mwanakomana waMaate, mwanakomana waMatatias, mwanakomana waSemei, mwanakomana waJoseke, mwanakomana waJoda

1
03/27.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 27 Mwanakomana waJoana, mwanakomana waResa, mwanakomana waZorobaber, mwanakomana waSalatiel, mwanakomana waNeri, \v 28 mwanakomana waMelki, mwanakomana waAdi, mwanakomana waKosa, mwanakomana waErmoda, mwanakomana waAr, \v 29 Mwanakomana waJosuwa, mwanakomana waEriezer, mwanakomana waJorim mwanakomana waMatate, mwanakomana warevhi,

1
03/30.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 30 Mwanakomana waSimoni, mwanakomana waJuda, mwanakomana waJosefa, mwanakomana wa Jona, mwanakomana waEriakim, \v 31 mwanakomana waMerea, mwanakomana waMena, mwanakomana waMatata, mwanakomana waNata, mwanakomana waDavid, \v 32 mwanakomana waJesse, mwanakomana waObede, mwanakomana waBoaz, mwanakomana waSara, mwanakomana waNaison,

1
03/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 mwanakomana waAminadabe, mwanakomana waAdmin, mwanakomana waArni, mwanakomana waEsrom, mwanakomana waFares, mwanakomana waJuda, \v 34 mwanakomana waJacobho, mwanakomana waIsake, mwanakomana waAbrahama, Mwanakomana waTera, mwanakomana waNaor, \v 35 mwanakomana waSeruke, mwanakomana waRagau, mwanakomana waFareke, mwanakomana waEbar, mwanakomana waSara,

1
03/36.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 36 mwanakomana waKaina, mwanakomana waArfaxade, mwanakomana waSem, mwanakomana waNoa, mwanakomana rameke, \v 37 mwanakona waMutusale, mwanakomana waEnoki, mwana jarede, mwanakomana waMarerer, mwanakomana waKaina, \v 38 mwanakomana waEnose, mwanakomana waSete, mwanakomana waAdamu, mwanakomana waMwari.

1
03/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 3

1
04/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 4 \v 1 Zwino jesu, akazadzwa nemweya mutswene, akadzokera kurwunzi reJorodani uye akatongamirirwa nemweya mutswene kunda kurenge. \v 2 Pamakumi marongomuna, Iye akaedzwa na Diabhorosi. Pakati pemazuwa aya, Jesu aana kurya chiro kuzwikira azwa nzara.

1
04/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Satani akati: ''Kana Uri Mwanakomana waMwari, chadura buwe kuti riwe chigwa''. \v 4 Uye Jesu akapidura: ''zwakanyorwa, kuti munhu ararame nechigwa chete''.

1
04/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Ipapo Satanai akamutora kumuendesa pamusorosoro, akamuratidza umambo wese wenyika \v 6 uye akati: ''Ndinokupa simba rekutobga umambo wese, nekunaka kwawo. Nekuti ndakaupowa, uye ndinopa wandirikunda. \v 7 Nokudaro, iwewe wakapfugama ukandinamata, ndinokupa zwese izwi''

1
04/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Asi Jesu akapidura, achiti: ''zwakanyorwa: 'Namata Ishe Mwari wako uye Iye chete umukudze''''.

1
04/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Zwino, Satani akatora Jesu Kujerusarema, akamuisa kumusoro kwetembere, akati: ''Kana uri Mwanakomana waMwari, zwikande pasi. \v 10 Nekuti zwakanyorwa: 'Iye achaudza watumwa wake kuti wakucheheteze.' \v 11 Uye iye akati: 'Iwo wachakubatisisi na maoko awo kuti murenge wako usakumborwe mabwe''''.

1
04/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Jesu akapidura akati: ''zwakanyorwa, usaedze Ishe Mwari wako'''. \v 13 Akati apedza kumoedza, Satani akabva paari achimirira nguva inouya.

1
04/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Ipapo Jesu akatsokira kuGarerea, nesimba yeMweya mutswene, nau yake yakatekechera tswimbo dzose nemaguta anga arimiri. \v 15 Uye aidzidzisa mumasinagogue, uye wanhu wese waikudza Mwari.

1
04/16.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 16 Iye akauya kuNazareta waakaberekererwa. kunge zwaita, Iye akapinda musinagogue, musuwe Sabata, uye Akasimuka kuti awerenge zwinyorwa. \v 17 Iye akapiwa bhuku ramuporofita Isaia, uye, akavura, akauna pakanyorwa:

1
04/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 ''Mweya mutswene uri pamusoro pangu, iwo wakandizodza kuti ndiparidzire warumbo. Iye akandituma kuti ndidanidzire rusonuguko kune wakasugwa uye kunorapa wasingaone, kuti ndisunugure wanochuchekana \v 19 uye kuzodanidzira gore raShe rakanaka''.

1
04/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Iye akavara bhuku, akadzosera kumuturiri wemusinagoge uye akagara. Wese wanga wari musinagoga wakaisa maziso Waari. \v 21 Iye akatanga kuwaudza achiwati: ''Mashoko amatswa anda taura azadziswa''. \v 22 Umwe na umwe akapupura zwaakanga Ataura, uye wese wakachamisika nemashoko aibuda mumuromu make. Iwo waiti: ''ko uyu asi mwanakomana waJosefa here?''.

1
04/23.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 23 Jesu akawati: ''zuwa rimwe muchataura shumo iye: ,chiremba, zwiponese. Ita kunyika kwako zwese zwawakaita kuKapernaumi'''. \v 24 Uye iye akati: ''akuna muporofita anogamuchirwa kunyika yekwake.

1
04/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Zwirokwazwo ndinoti kwaiwe nechirikadzi jinji kuIsraeri panguva yaEria, pawakaita makore matatu nemamwedzi kusina kunaya, uye kwakawa nenzara kunyika yese. \v 26 Asi Iria aana kutumwa kwawari, kunze kuchirikadzi yaigara kuSarepta, pedyu neguta reSidom. \v 27 Panguva yemoporofita Irisha, kwaiwe wagane maoere mbudzi wajinji, asi umwe chete akaponeswa, Naamani, wekusirio''.

1
04/28.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 28 Wese musinagoge wakatsamwa zwikuru wachinzwa izwozwo. \v 29 Iwo wakasimuka, wakamudzigakunze kweguta uye wakamuendesa pakati pegomo yanga yakawakwa muguta, kuti wamu wisere pasi. \v 30 Asi Iye akapinda nepakati pawo akatera kwanzi rake.

1
04/31.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 31 Nokudaro Iye akaenda kuKapernaumi, rimwe guta muGarerea. Musuwe Sabata Iye aidzidzisa wanhu mumasinagoge. \v 32 Wakachamisika nedzidziso Rake, nekuti yaitaura nesimba.

1
04/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 Mazuwa awo, musinagoge, kwaiwe nemumwe murume aiwe nemweya wetswena. Iye aidanidzira zwinesimba: \v 34 ''Tineiko newe, Jesu wekuNazareta? wauya kuzotiparadza? ndinoziya kuti uri ani, Mutswene waMwari!''.

1
04/35.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 35 Jesu akaraira achiti: ''nyarara uye buda paari!''. Mweya yakaipa yakamuwisira pakati pawo uye yakabuda paari isina kumukwadza. \v 36 Uye wanhu wakachamisika, umwe na umwe waikurukura: ''Mashoko api aya? nesimba Iye anoraira mweya yetswena ichibuda''. \v 37 Uye nau yake yakatekechera kwese.

1
04/38.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 38 Uye Jesu akasiya sinagoge akaenda kumba kwaSimoni. mai wemukadzi waSimoni wabatwa nekuruara zwikuru, wakamukumbirira kwaari. \v 39 Jesu akapfugama paari uye akaraira chirwere, uye chakamusiya. ipapo ipapo, iye akasimuka akatanga kumushamdira.

1
04/40.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 40 Zuwa rakudzika, wanhu wakauya newarwere kuna Jesu zwerwere zwakasiana siana. Jesu, aisa muwoko kune mumwe na mumwe, uye waipora. \v 41 Uye mweya yakaipa dzaibuda mawaari, dzichidanidzira dzichiti: ''Iwe uri Mwanakomana waMwari!''. Uye Jesu airara mweya yakaipa, anga asigabvumi kuti wataure, nekuti iwo waizwizuya kuti ndiKristu.

1
04/42.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 42 Zwino kwakati kwaedza, Jesu akabuda akaenda kurenje kuti anamate. Uye wajinji waimutsaga paaga ari. Uye waramba kuti aende. \v 43 Asi Jesu akawati: ''Ini ndinofana kuparidza shoko reUmambo waMwari kune maguta akawanda, ndizwo zwadakatumirwa''. \v 44 Nokudaro Iye akaramba achiparidza mumasinagoge ne muguta rese reJudea.

1
04/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 4

1
05/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 5 \v 1 Uye zwakaitika, umwe musi, wajinji wanga wakawugana pana Jesu kuti watzue shoko raMwari, uye Iye anga akamira paduze pegugwa reGenesare. \v 2 Iye akawona zvekepe zwiwiri zwiri kurimwe ndiwe regugwa, ranga rene waenzi waisuka mabure. \v 3 Ipapo Iye akakwira chimwe chechikepe, changa chiri chaSimoni, uye akakumbira kuti aise mukati megugwa. Jesu akagara, muchikepe, aidzidzisa wajinji.

1
05/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Paaka pedza kudzidzi, jesu akati kuna Simoni: ''Tora chikepe muende kwaka dzika dzika uye mukande mabhure''. \v 5 Uye Simoni akapidura: ''Mudzidzi, takashanda usiku wese uye atina kubata chinhu, asi nekuda kwemashoko yenyu tichadzikisa mabhure''. \v 6 pawakapedza kuita izwi, wakabata hove dzakawanda, uye mabhure akatanga kukweka. \v 7 Ipapo wakadaidza wamwe wewaedzi kuti awa batsire. Iwo wakazadza zwikepe zwose kusvikira zwawekunyura.

1
05/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Simoni petro paaka wona izwi, iye akapfugama mutsoka dza Jesu, achiti: ''ibvai pandiri, Ishe nekuti ndiri mutadzi''. \v 9 Wese wanga waripo wakachamisika nekubata kwanga waita hove. \v 10 Nekufanana, Jakobho na Johani mwanakomana waZebedeu, waishandidzana na Petro. Uye Jesu akati kuna Simoni: ''usatya, kubva ikozwino uchawa waidze wewanhu''. \v 11 Pawakauya ne zvikepe mugugwa, wakasiya zwose wakatera Jesu.

1
05/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Zwakaitika kuti, Iye panga ari kurimwe guta, kwanga kune mumwe murume anga ane mapere mbudzi akawada. Iye paaka wona Jesu, akapfugama, akaisa chiso pasi, uye akakumbira achite: ''Ishe, kana kurikunda kwenyu, munondiporesa.'' \v 13 Jesu akatabanudzwa ruwoko akamubata, achiti: ''Uku kuda kwangu. Chi chena!'' Uye ipapo mapere mbudzi akatiza.

1
05/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Iye akamudzidzi kuti asaudze munhu, asi akamuti: ''Tera gwanza rako, ratidza maprisita opa chipiriso nekuchena kwawaita, kunge zwakataurwa na Mosesi, kuti ope zwapupu''

1
05/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Ipapo, nawo yake yakatekeshera kwese, uye wajinji waiuya kuna Jesu kuti waswe dzidziso uye wairapwa wese wairwura. \v 16 Uye nemwe nguva Iye Aenda kwake oga kuti anamate.

1
05/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Zwakaitika kuti, rimwe zuwa, Jesu aidzidzisa, uye kwaiwe newa wafarisi newakuru wemutemo wakagara paduze naye. Iwo wauya kubva dzwimbo dzakasiyana siyana rekuta reJudea ne kuGarerea uye ne guta reJerusarema. Uye simba raIshe ranga riri Waari kuti aporese.

Some files were not shown because too many files have changed in this diff Show More